Revhitiko 25:50 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Iye neanomutenga vanofanira kuverenga nguva kubva pagore raakazvitengesa kusvikira paGore reJubhiri. Mutengo wokusunungurwa kwake unofanira kuenzaniswa nemari inoripwa mushandi wemaricho kwamakore iwayo.

Revhitiko 25

Revhitiko 25:48-55