Revhitiko 24:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Kunze kwechidzitiro cheChipupuriro muTende Rokusangana, Aroni anofanira kuchengetedza mwenje iyi pamberi paJehovha kubva manheru kusvikira kwaedza, nguva dzose. Uyu unofanira kuva murayiro unogara nokusingaperi kumarudzi achauya.

Revhitiko 24

Revhitiko 24:2-10