Revhitiko 24:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Rayira vaIsraeri kuti vauye kwauri namafuta akaisvonaka amaorivhi akasvinwa, omwenje, kuitira kuti mwenje irambe ichibvira nguva dzose.

Revhitiko 24

Revhitiko 24:1-3