Revhitiko 24:11-13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

11. Mwanakomana womukadzi muIsraeri akatuka Zita raJehovha nechituko; naizvozvo vakauya naye kuna Mozisi. (Zita ramai vake rainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri worudzi rwaDhani.)

12. Vakamuisa mutorongo kusvikira kuda kwaJehovha kwaiswa pachena kwavari.

13. Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi,

Revhitiko 24