Revhitiko 24:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanakomana womukadzi muIsraeri akatuka Zita raJehovha nechituko; naizvozvo vakauya naye kuna Mozisi. (Zita ramai vake rainzi Sheromiti, mwanasikana waDhibhiri worudzi rwaDhani.)

Revhitiko 24

Revhitiko 24:5-13