Revhitiko 22:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kupa kuna Jehovha chipiriso chemhuka ina manhu akakuvara, akatswanywa, akabvamburwa kana akachekwa. Hamufaniri kuita izvi munyika menyu.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:18-30