Revhitiko 22:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Munogona kupa zvakadaro sechipo chokungopawo, nzombe kana gwai rakaremera kana zvine mitezo yakarebesa kana yakapfupikisa, asi hazvigamuchirwi pakuzadzisa mhiko.

Revhitiko 22

Revhitiko 22:22-29