Revhitiko 16:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hapana munhu anofanira kunge ari muTende Rokusangana panguva inopindwamo naAroni kunoyananisira muNzvimbo Tsvene-tsvene kusvikira abuda, azviyananisira iye nemhuri yake uye neungano yose yavaIsraeri.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:11-23