Revhitiko 16:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Nenzira iyi achayananisira Nzvimbo Tsvene-tsvene nokuda kwokudarika uye nokumukira kwavaIsraeri, zvisinei kuti zvivi zvavo zvanga zviri zvipi. Anofanira kuitira Tende Rokusangana zvimwe chetezvo, iro riri pakati pavo, pakati pokusachena kwavo.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:8-18