Revhitiko 16:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kutora hadyana yakazara namazimbe ari kubvira kubva paaritari pamberi paJehovha nezvanza zviviri zvezvinonhuwira zvakatsetseka agoenda nazvo seri kwechidzitiro.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:4-20