Revhitiko 16:11 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Aroni anofanira kuuya nehando yake yechipiriso chake chechivi, kuti azviyananisire iye nemhuri yake, uye anofanira kubaya hando yechipiriso chake chechivi.

Revhitiko 16

Revhitiko 16:3-18