Revhitiko 11:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chose chinhu chinowirwa nechitunha chazvo chinova chisina kuchena; choto kana hari yokubikira zvinofanira kuputswa. Hazvina kuchena uye munofanira kuzvibata sezvisina kuchena.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:25-43