Revhitiko 11:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Chokudya chipi zvacho chinogona kudyiwa, asi chine mvura pachiri, yabva muhari iyoyo chichava chisina kuchena uye kana chipi zvacho chinganwiwa kubva imomo hachina kuchena.

Revhitiko 11

Revhitiko 11:24-40