Revhitiko 10:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mozisi akati abvunza nezvembudzi yechipiriso chechivi akawana yatopiswa, akatsamwira Ereazari naItamari vanakomana vaAroni vakanga vasara akabvunza akati,

Revhitiko 10

Revhitiko 10:13-20