Revhitiko 10:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bandauko rakakumikidzwa nechityu chakaninirwa zvinofanirwa kuuyiswa namafuta nezvipiriso zvinoitwa nomoto, kuti zvininirwe pamberi paJehovha sechipiriso chokuninira. Uyu uchava mugove wamuchagara muchiwana navana venyu sezvakarayirwa naJehovha.”

Revhitiko 10

Revhitiko 10:10-20