Revhitiko 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kusuka nyama yomukati namakumbo nemvura, uye muprista anofanira kuuyisa zvose agozvipisa pamusoro pearitari. Chibayiro chinopiswa, chibayiro chakagadzirwa nomoto, chinonhuwira zvinofadza kuna Jehovha.

Revhitiko 1

Revhitiko 1:6-17