Revhitiko 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Anofanira kucheka nyama muzvidimbu uye muprista achaironga pamwe chete nomusoro namafuta pamusoro pehuni dzinenge dzichipfuta paaritari.

Revhitiko 1

Revhitiko 1:7-15