Obhadhia 1:13 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hamufaniri kufamba napamasuo avanhu vangu, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatarisira pasi vava munjodzi, pazuva renjodzi yavo, kana kuvatorera pfuma yavo pazuva renhamo yavo.

Obhadhia 1

Obhadhia 1:10-18