Obhadhia 1:12 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Haufaniri kutarisira munun'una wako pasi, pazuva rokushayiwa kwake, kana kufara pamusoro pavanhu veJudha, pazuva rokuparadzwa kwavo, kana kuzvikudza zvakanyanya pazuva rokutambudzika kwavo.

Obhadhia 1

Obhadhia 1:5-21