Numeri 9:21 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimwe nguva gore raingogara kubva panguva dzamadekwana kusvikira mangwanani, uye paraingosimuka mangwanani ivo vaibva vafamba. Paingosimuka gore, angava masikati kana usiku, vaibva vafamba.

Numeri 9

Numeri 9:17-23