Numeri 9:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Dzimwe nguva gore raigara pamusoro petabhenakeri kwamazuva mashomanana chete; vaidzika musasa wavo sokurayira kwaJehovha uye pakurayira kwake, vaibva vafamba.

Numeri 9

Numeri 9:17-23