Numeri 4:28 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ndiro basa redzimba dzavaGerishoni paTende Rokusangana. Vanofanira kurayirwa pamabasa avo naItamari mwanakomana waAroni muprista.

Numeri 4

Numeri 4:26-34