Numeri 4:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mabasa avo ose kungava kutakura kana kuita rimwe basa, zvinofanira kuitwa nokurayira kwaAroni navanakomana vake. Muchavatuma sebasa ravo zvose zvavanofanira kutakura.

Numeri 4

Numeri 4:24-30