Numeri 36:8 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mwanasikana mumwe nomumwe anogara nhaka yenyika murudzi rupi zvarwo rwavaIsraeri anofanira kuwanikwa nomunhu anobva muimba yorudzi rwababa vake, kuitira kuti muIsraeri wose awane nhaka yamadzibaba ake.

Numeri 36

Numeri 36:1-10