Numeri 36:7 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Hakuna nhaka muvaIsraeri inofanira kubva kuno rumwe rudzi ichienda kuno rumwe rudzi, nokuti muIsraeri wose anofanira kuchengeta nyika yorudzi rwake iri nhaka inobva kumadzibaba avo.

Numeri 36

Numeri 36:5-11