Numeri 36:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Gore reJubhiri ravaIsraeri parinosvika, nhaka yavo ichawedzerwa kunhaka yorudzi urwo rwavakawanikwa kwarwuri, uye pfuma yavo ichatorwa kubva kunhaka yorudzi rwamadzibaba edu.”

Numeri 36

Numeri 36:1-13