Numeri 35:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana ani naani akange ane danda muruoko rwake rinogona kuuraya, uye akarova mumwe munhu akafa, iye imhondi; mhondi ichaurayiwa.

Numeri 35

Numeri 35:11-20