Numeri 35:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Uye kana ani naani aine dombo muruoko rwake rinogona kuuraya, akarova mumwe munhu naro akafa, iye imhondi; mhondi inofanira kuurayiwa.

Numeri 35

Numeri 35:11-21