Numeri 29:20 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“ ‘Pazuva rechitatu, mugadzire hando gumi neimwe, makondohwe maviri uye namakwayana makono gumi namana egore rimwe chete, zvose zvisina kuremara.

Numeri 29

Numeri 29:17-28