Numeri 29:19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muisewo nhongo yembudzi imwe chete sechipiriso chechivi, muchipamhidzira kuchipiriso chamazuva ose pamwe chete nechipiriso chacho uye nezvipiriso zvazvo zvokunwa.

Numeri 29

Numeri 29:11-24