Numeri 28:29-31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

29. uye nerimwe nerimwe ramakwayana manomwe, chikamu chimwe chete mugumi.

30. Muisewo nhongo imwe chete kuti muzviyananisire.

31. Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvazvo zvokunwa, pamusoro pezvipiriso zvinopiswa zvamazuva ose uye nechipiriso chacho chezviyo. Munofanira kuva nechokwadi kuti zvipfuwo zvacho hazvina kuremara.

Numeri 28