Numeri 28:31 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mugadzire izvi pamwe chete nezvipiriso zvazvo zvokunwa, pamusoro pezvipiriso zvinopiswa zvamazuva ose uye nechipiriso chacho chezviyo. Munofanira kuva nechokwadi kuti zvipfuwo zvacho hazvina kuremara.

Numeri 28

Numeri 28:27-31