Numeri 27:4 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ko, zita rababa vedu ragoshayikwa seiko pamhuri yavo, nemhaka yokuti vakanga vasina mwanakomana here? Tipeiwo nhaka pakati pehama dzababa vedu.”

Numeri 27

Numeri 27:1-10