Numeri 27:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Baba vedu vakafira murenje. Vakanga vasiri pakati pavateveri vaKora, avo vakabatana pamwe chete kuti vamukire Jehovha, asi vakafira chivi chavowo vakasasiya vanakomana.

Numeri 27

Numeri 27:1-13