Numeri 26:17-19 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

17. Arodhi, kwakabva mhuri yavaArodhi; Areri kwakabva mhuri yavaAreri.

18. Idzi ndidzo dzakanga dziri mhuri dzaGadhi; vakaverengwa vakanga vari zviuru makumi mana, namazana mashanu.

19. Eri naOnani vakanga vari vanakomana vaJudha, asi vakafira muKenani.

Numeri 26