Numeri 23:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka akadzokera kwaari akamuwana amire parutivi rwechipiriso chake, ana machinda eMoabhu. Bharaki akamubvunza akati, “Jehovha ati kudiniko?”

Numeri 23

Numeri 23:12-18