Numeri 23:16 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Jehovha akasangana naBharamu akaisa shoko mumuromo make akati, “Dzokera kuna Bharaki undotaura mashoko aya.”

Numeri 23

Numeri 23:13-19