Numeri 22:35 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Mutumwa waJehovha akati kuna Bharamu, “Chienda hako navarume ava, asi utaure zvandinokuudza zvoga.” Saka Bharamu akaenda namachinda aBharaki.

Numeri 22

Numeri 22:25-40