Numeri 22:34 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Bharamu akati kumutumwa waJehovha, “Ndatadza. Handina kuziva kuti manga mumire munzira kuti mundidzivise. Zvino kana musingafari, ndodzokera hangu.”

Numeri 22

Numeri 22:33-40