Numeri 22:18 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Asi Bharamu akavapindura akati, “Kunyange dai Bharaki akandipa muzinda wake uzere nesirivha negoridhe, handingagoni kuita chimwe chinhu chikuru kana chiduku kuti tiite zvinodarika murayiro waJehovha Mwari wangu.

Numeri 22

Numeri 22:17-21