Numeri 22:17 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

“Zvanzi naBharaki mwanakomana waZipori: Usatendera chimwe chinhu kukukonesa kuuya kwandiri, nokuti ndichakupa mubayiro wakanaka kwazvo uye ndichaita zvose zvaunoreva. Uya unditukire vanhu ava.”

Numeri 22

Numeri 22:15-24