Numeri 18:24 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pachinzvimbo chaizvozvo ndinopa kuvaRevhi nhaka yezvegumi zvinopiwa kuna Jehovha navaIsraeri. Ndokusaka ndakati kwavari: ‘Havangavi nenhaka pakati pavaIsraeri.’ ”

Numeri 18

Numeri 18:15-29