Numeri 18:23 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

VaRevhi ndivo vanofanira kuita basa paTende Rokusangana uye vagotakura zvakaipa zvavo. Uyu mutemo uchagara uripo kusvikira kumarudzi anotevera. Ivo havangawani nhaka pakati pavaIsraeri.

Numeri 18

Numeri 18:16-27