Numeri 16:3 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Vakauya vari chikwata kuti vazopikisa Mozisi naAroni vakati kwavari, “Mazonyanya zvino! Ungano yose itsvene, mumwe nomumwe wavo zvake, uye Jehovha ari pakati pavo. Zvino munozviisireiko pamusoro peungano yaJehovha?”

Numeri 16

Numeri 16:1-5