Numeri 16:2 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

uye vakamukira Mozisi. Vakanga vane varume mazana maviri namakumi mashanu avaIsraeri, vatungamiri vaizivikanwa kwazvo muungano vakanga vagadzwa kuti vave nhengo dzamakurukota.

Numeri 16

Numeri 16:1-3