Numeri 16:27 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Saka vakasuduruka vakabva pamatende aKora, Dhatani naAbhiramu. Dhatani naAbhiramu vakanga vabuda kunze uye vakanga vakamira navakadzi vavo, vana navacheche vari pamukova pamatende avo.

Numeri 16

Numeri 16:21-29