Numeri 16:26 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Akayambira ungano akati, “Sudurukai mubve pamatende avanhu vakaipa ava! Musabata chinhu chipi zvacho chinenge chiri chavo, kuti murege kuparadzwa nokuda kwezvivi zvavo zvose.”

Numeri 16

Numeri 16:25-31