Numeri 16:15 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Ipapo Mozisi akatsamwa zvikuru akati kuna Jehovha, “Musagamuchira chipiriso chavo. Handina kutovatorera kana mbongoro, uye handina kutadzira kana mumwe wavo.”

Numeri 16

Numeri 16:11-19