Numeri 16:14 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Pamusoro pezvo, hamuna kutisvitsa kunyika inoyerera mukaka nouchi kana kutipa nhaka yeminda neminda yemizambiringa. Muchada kutumbura meso avanhu ava here? Haiwa, isu hatiuyiko!”

Numeri 16

Numeri 16:4-16