Numeri 15:25 Bhaibheri Dzvene MuChiShona (BDMCS)

Muprista anofanira kuyananisira ungano yose yavaIsraeri, uye vachakanganwirwa, nokuti zvakanga zvisina kuitwa nobwoni, uye, nokuda kwokukanganisa kwavo, vakavigira Jehovha chipiriso chinopiswa uye nechipiriso chechivi.

Numeri 15

Numeri 15:23-28